Zviuya
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuHuuya)
Shoko rokuti zviuya kana zvivuya rinoreva zvinhu zvakanaka kana zvinoburitsa mhedzisiro yakanaka - good, positive, advantageous, excellent.
Tsumo neMazta
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Zviuya hazviwanane - it is rare for both partners in a marriage to be perfect.
- Nhaka mbuya ndeye mombe, yemunhu inozvionera.
- Mazita anoti: Chiendambuya, Nyambuya uye Nyamauya anotaura pamusoro pezviuya.