Nyamara
Nyamara izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Uganda, Tanzania neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Mary Nyamara; Mutsawashe Nyamara; Mariam Nyamara; Moses Nyamara.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.