Kiwani

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Earl-Solace-Cover.jpg

Kiwani (nge. pink) muvara unowanikwa muzvisikwa senge mudenga pakuvira kana kubuda kwezuva panowanikwa mavara akasiyanasiyana. Mumazuva ose ruvara rwe kiwani unogona kuwanikwa nekusanganisa muvara muchena ne mutsvuku, zvichireva kuti kiwani ibvute remuvara mutsvuku.

Musakura

Kiwani inowanikwa pamaruva senge pamaruva e Musakura muti wekuJapani, mavaridha mamwe maruva ane ruvara rwe kiwani uye dzimwe shiri futi.