Njiri

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuDhawani)

Njiri kana dhawani (warthog in English) imhuka yemusango iri mumhuri yenguruve. Mhuka iyi inozivikanwa nezvinyanga zvipfupi zviviri zviri pamuromo payo. Njiri haisiyo yatinoti nguruve yemusango; iripo imwe humba yakafanana zvanyanya nenguruve dzinopfuyiwa pamba.

Njiri inodya huswa; michero; mwakwati emiti; mazai nezvimwewo. Munguva yokunaya kwemvura njiri dzinodya zvisora zvipfupi zvirarama gore negore. Munguva yekutonhora mhuka idzi dzinodya midzi yemiti, nezvimabumbe zvinokura muvhu.

video
  • Mwana wenjiri anonzi chinjerete.

Mazwi eAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]