Cheni

From Wikipedia
(Redirected from Ngetani)
Jump to navigation Jump to search

Cheni (Chain) chirukwa chakaitwa nesimbi chinobatanidza nhengo kuti dzive tambo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti inketani pakuwanda (n. chain) vachireva cheni kana ngetani. Izwi rokuti ngetani rinobva kuAfrikaans inoti ketting.
  • Mururimi rweHerero vanotaura izwi rokuti orutenga (n. chain) kureva cheni.
  • VaYao vanoti unyolo kana nyolo pakuwanda (n. chain) vachireva cheni.
  • VaBemba vanoti munyololo (n. chain) vachireva cheni.