Ngana

Kubva Wikipedia

Ngana kana chingana (so-and-so) izwi rinoshandiswa patina kudomwa zita.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hushe madzoro kunotonga ngana nhasi mangwana kwouya mumwe akasiyana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyanja inoti ngana (so and so; such and such). VaLomwe vanoti nkana (n. someone) kureva mumwe munhu?.
  • Baila vanoti chinini kana munini (used when speaking of something and you don't know or forget it's name) kureva yonini.
  • VaGiryama vanoti nganya (so-and-so). Sokuti kudza kwa nganya (advent of so-and-so).
  • VaBwisi vanoti bwonini kana byonini (themselves, those exact ones). Ko kuti yonini?