Chivakashure Ne

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNehumba)

Chinyorwa chino chinounganidza mazita anovambwa nemavara anoti Ne-. Vamwe vatauri vanoti Ne- uyu anotaurwa achireva rukudzo takatarisana nechinhu kana nzvimbo yakadomwa ichitevedza Ne- wacho. Asi mune mamwe mazita zvinotaridza sokunge zita riri kunongedza kuti pane chiitiko chakaitwa kana kusungwa kuburikidza nechiro chinodomwa chichitevedza Ne- wacho. Vamwe vatauri vanoti zita rokuti Neshuro rinokwanisa kupiwa munhu akaripa mhosva kana mungava achishandisa shuro.

Mazita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nechinanga; Nechironga; Nedevedzo; Nedziwa; Nedziwe; Neganje; Negomo; Negonde; Negondo; Negwaya; Nehanda; Neharava; Nehumba; Nehoreka; Nehonde; Nehondo; Nehwati; Nehwangura; Nekati; Nemakonde; Nematadzira; Nemangwe; Nemasasi; Nembire; Nemashakwe; Nematombo; Nemaruru; Nembudziya; Nemhara; Nenhunzi;Nengomasha; Nenguke; Nenguwo; Nenera??; Nengare; Nenyanga; Nenzou; Nerwande; Nerupiri kana Norupiri; Nerupfunde Nerutanga; Neshamba; Neshangwe; Nesongano; Neshuro; Neshumba; Neuso; Neusu; Nezandonyi.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Phuien vanoti nèe (n. father) kureva baba. Fananidzai chivakashure cherukudzo chinowanikwa mumazita ari pamusoro ayo.
  • Shilluk vanoti ne kana na (like; as) vachireva kufanana ne.