Nenguke
Mataridziko
Nenguke izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Fungayi Nenguke; Taurayi Nenguke; Kudzayi Nenguke; Wilbert Nenguke.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaBukusu vanoti eenguke (n. ape, chimpanzee, gorilla, baboon).