Nerupfunde

Kubva Wikipedia

Nerupfunde izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Mapfunde chirimwa chine tsanga dzinodyiwa sadza kana kubika zvinwiwa.

  • Vanhu vane zita iri: Godfrey Nerupfunde; Simbarashe Nerupfunde; Morgan Nerupfunde.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaX vanoti Y (n. Z) vachireva A.