Norupiri
(runangakatsva kubva kuNerupiri)
Norupiri kana Nerupiri mazita anowanikwa muZimbabwe.
Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Njiva rupinda, njiva rupiri kana chigurawasakura imhando yenjiva ine mutsipa usina bhande jena. Kudunhu reMasvingo kune nzvimbo inonzi Rupiri. Zita rokuti Rupiri rinogona kuva rinoreva kuti munhu uyu akaripa nerupiri.