Neshamba sezita

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNeshamba)

Neshamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSwahili vanoti shamba kana mashamba (Plantation) kureva munda mikurusa yenzimbe, miti kana zvimwe zvirimwa.