Svetuka kuchirochemo

Mwasa

Kubva Wikipedia

Mwasa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia, Tanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Izwirashe Mwasa; Vumilia Mwasa; Natasha Mwasa; Mwasa Ngosa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinande vanoti omwasa (n. a stranger; an alien).