Mwanzi sezita
Mataridziko
Mwanzi izita remhuri rinowanikwa muKenya.
- Vanhu vane zita iri: Edna Mwanzi; Grace Mwanzi; Esther Mwanzi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- VaGiryama vanoti mwandzi (n. neighbour) kureva mubanze kana muvakidzani.
- Giryama vanoti mwandzi-we (n. accomplice; companion) kureva mubatirani.