Svetuka kuchirochemo

Mvuma sezita

Kubva Wikipedia

Mvuma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; Malawi Congo Kinshasa neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Maria Mvuma; Tania Mvuma; Boitshoko Mvuma; Shalom Mvuma.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kibena inoti mvuma (n. Borassus aethiopum).

[1]

  1. https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=111950