Svetuka kuchirochemo

Mutindo sezita

Kubva Wikipedia

Mutindo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Mozambique neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Elijah Mutindo; Brian Mutindo; Victor Mutindo; Lurdes Mutindo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili vanoti mtindo (n. form, pattern, model).
  • Swahili vanoti mtindo (n. kind, sort, quality).