Mutana sezita
Mutana izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Mozambique neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Tinotenda Mutana; Tapiwa Mutana; Chico Mutana; Purity Mutana.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.