Svetuka kuchirochemo

Musitu sezita

Kubva Wikipedia

Musitu izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Plamedie Musitu; Lumiere Musitu; Suzane Musitu; Balbina Musitu.
  • Mazwi ari pedyo: Rusitu, Mushitu sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lozi inoti mushitu (n. forest, woodland) kureva sango.