Svetuka kuchirochemo

Mushitu sezita

Kubva Wikipedia

Mushitu izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Priscilla Mushitu; Rhode Mushitu; Mushitu Musonda; Kasalwe Mushitu.
  • Mazwi ari pedyo: Rusitu, Musitu sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lozi inoti mushitu (n. forest, woodland) kureva sango.