Murumbi sezita

Kubva Wikipedia

Murumbi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tarisai Murumbi; Rumbidzayi Murumbi; Shuvai Murumbi; Taonga Murumbi.
  • Kune mamwe matunhu eZimbabwe, murumbi zvinoreva murungu.
  • Mazwi ari pedyo: Chirumbi sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lenje inoti mulumbi (n. a grateful person, one who praises or flatter) kureva munhu anorumbidza.
  • VaTonga vanoti kulumba kana kulumbaizya (v. praise, thank) kureva kurumbidza.
  • VaMambwe vanoti mulumba (n. a person that is well known; a famous, renowned person) kureva munhu anozivikanwa zvakanyanya. Mamwe mazwi: -lumbana (to extol, praise one another).
  • VaMambwe vanoti -lumbisya (make famous, renowned; glorify, praise highly) kureva kupa mukurumbira kana kurumbidza.
  • VaMambwe vanoti -lumba (to extol, praise) kureva kurumbidza
  • MaZulu vanoti lumba (Do wonders; perform conjuring tricks; make inventions.) kureva kupipa. Mamwe mazwi: umlumbi, lumbana.
  • MaZulu vanoti umlumbi (Wonder-worker, wizard, magician, trickster, conjurer; inventor). VaNande vanoti ekilú̧mbi kana omulumbi (n. fog) kureva mhute.