Chirumbi sezita

Kubva Wikipedia

Chirumbi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tadiwanashe Chirumbi; Daniel Chirumbi; Patricia Chirumbi.
  • Kurumbira (v. Honour). Chirumbi (n. Honour).
  • Kune mamwe matunhu eZimbabwe, murumbi zvinoreva murungu.
  • Mazwi ari pedyo: Murumbi sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lenje inoti mulumbi (grateful person, one who praises or flatter) munhu anorumbidza.
  • Tonga inoti kulumba kana kulumbaizya (v. praise, thank) kureva kurumbidza.
  • Mambwe inoti mulumba (n. a person that is well known; a famous, renowned person) munhu anozivikanwa zvakanyanya.
  • Mambwe vanoti -lumbisya (make famous, renowned; glorify, praise highly) kureva kupa mukurumbira kana kurumbidza.
  • VaMambwe vanoti -lumba (to extol, praise) kureva kurumbidza. Mamwe mazwi: -lumbana (to extol, praise one another).
  • MaZulu vanoti lumba (Do wonders; perform conjuring tricks; make inventions.) kureva kupipa. Mamwe mazwi: umlumbi, lumbana.
  • MaZulu vanoti umlumbi (Wonder-worker, wizard, magician, trickster, conjurer; inventor).
  • Kinande inoti ekilú̧mbi kana omulumbi (n. fog, haze, mist) kureva mhute.