Muronda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muronda izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veYao neChewa vanoti maronda kana malonda (n. business, trade goods; barter).
  • Mang'anja vanoti malonda (n. merchandise; trade goods). Mang'anja vanoti kulonda (barter goods).
  • VaMakua vanoti maronda (trade) vachireva kutengeserana. VaMambwe vanoti ulonsi (commerce, or work at a good salary far away).
  • VaWabo vanoti marondda kana malrondda (trading, business) kureva kutengeserana kana mubisho.