Svetuka kuchirochemo

Muringai

Kubva Wikipedia

Muringai izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Jonathan Muringai, Walter Muringai, Danai Muringai.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaGiryama vanoti kilungai (n. musk - a strong-smelling glandular secretion of the male musk deer, used in perfumery. The odour of musk or some similar odour.).
  • Bobangi inoti lingai (frenzy, insanity, lunacy). Swahili inoti kuringa (to strut, to swagger, to put on airs, to show off, to boast).
  • Digo inoti ringa (to strut, to swagger, to put on airs, to show off, to boast). Mamwe mazwi ringa (v. to impregnate a girl) vachireva kumitisa musikana.
  • Kirundi inoti umuringa (metal bracelet especially brass or copper).