Murahwa

Kubva Wikipedia

Murahwa izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Murahwa; Tsitsi Murahwa; Tutsirayi Murahwa.Elvis Murahwa

Mitauro weBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaMambwe vanoti mulawa (n. person, a human being) kureva munhu. Mamwe mazwi: mulawa (n. person who does not lie) kureva munhu asinganyepi.
  • VaRundi vanoti kuragwa (inheritance). VaRundi vanoti umuragwa kana samuragwa (heir) kureva mugari wenhaka.
  • VaRwanda vanoti kuraga (v. to leave inheritance). Mamwe mazwi: kuragwa (v. to inherit) kureva kugara nhaka
  • Barotse vanoti mulawa (n. stick used to search for iron ore under water; 2. heat resistant clay mouthpiece for bellows).