Muwonde
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMawonde)
Muwonde (Figtree, Ficus sycomorus) muti unowanikwa wakapararira muAfrica nedzimwe nyika dzeMiddle East..
Zvichida mawonde ndiwo anonzi tsamvi zvakare?
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Munhukadzi ishavhi anoteverwa neshiri. A woman is like figs followed by birds.
- Mukuyu hauvinge shiri. A fig tree does not go to the birds.
- Muonde haufambiri shiri. A fig tree does not travel to birds.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaWanga vanoti omukhuyu (figtree) kureva mukuyu. VaLenje vanoti mukuyu (large fig-tree) kureva mukuyu.
- MaZulu vanoti ilikhiwa kana amakhiwa (Fig; fruit of wild fig-tree) kureva makuyu. Mamwe mazwi: ilikhiwane kana amakhiwane kureva makuyu.
- MaZulu vanoti umkhiwa kana amakhiwa (wild fig-tree, Ficus capensis). Mamwe mazwi: umkhiwane kana umkhuwu kureva mukuyu.