Mukowa sezita
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMukowa, zita remhuri)
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrica inotodzana mazwi.
- Bemba vanoti umukowa (n. clan) izera rimwe kana dzinza.
- VaLenje neBarotse vanoti mukowa (n. clan; family) vachireva dzinza kana mhuri. Nsenga vanoti mkowa (n. nation, tribe).
- Fwe vanoti mukowa (n. age group; family) izera rimwe kana mhuri. Taabwa vanoti mukoa (n. race, family, tribe), rudzi kana mhuri.
- Giryama inoti mukowa (n. leather band; strap; lace of sandal; thong, whip). Mamwe mazwi: ukowa (little straps). Kakowa (thong).