Svetuka kuchirochemo

Munyii

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMugaramhanga)

Munyii (n. Berchemia discolor. Phyllogeiton discolor) muti wemuchero unowanikwa muZimbabwe. Mamwe mazita emuti uyu anonzi mugaramhanga, munhacha kana mutatya.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • IsiNdebele inoti umnyi kana umncaga (n. bird plum) kureva munyii. Nambya inoti inyii (n. bird plum) kureva nyii. Yao inoti njerenje (n. Berchemia discolor).
  • ChiHwesa vanoti nhacha (n. bird plum. Brown ivory) kureva nyii.
  • Oshiwambo vanoti eembe (n. bird plum) kureva nyii. Xitsonga inoti nyiyi (n. Berchemia Discolor) kureva nyii.
  • Lozi vanoti muzinzila (n. bird plum) kureva munyii. Setswana vanoti motsentsela (n. bird plum) kureva nyii.

Zvakakochekerwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nyii dzakaibva
Munyii une nyii mbishi