Chibayiro
Jump to navigation
Jump to search
Chibayiro kana chipiriso (Animal sacrifice) apa kureva mhuka inourawa kuti igopirwa kuna Mwari nechinangwa chokutsvaga ruregerero rwezvivi. CHtetenderano chaMwari nerudzi rwaIsrael chakanga chichitendera kubayira mhuka kuti senzira yekusukwa kwezvivi zvevanhu kana dzinza rose.
- Kubayira (to sacrifice).
- Mubayira izita remaruwa ari kuMhondoro, Zimbabwe.
- Abrahama akabvuma kubayira chibayiro chomwana wake Isaka: Abraham was willing to sacrifice his son Isaac.