Mhondoro, Zimbabwe

Kubva Wikipedia

Mhondoro izvimbo iri mudhuze neChitungwiza. Ndiko kwaendeswa vanhu kudhara varungu pavasvika. Vaitorera vanhu vachidzingirisa kuMhondoro. Ngezi ndorwizi huru rekuMhondoro.