Mtongoli

Kubva Wikipedia

Mtongoli izita remhuri rinowanikwa muTanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Peter Mtongoli; Masiko Mtongoli; Nuru Mtongoli; Esther Mtongoli.
  • Mazita ari pedyo: Mtongori.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Lozi inoti mutongoli (n. a person who up-roots (water-lily bulbs, etc.) with the hand, a hoe, etc) munhu anodzura midzi.
  • Lozi inoti mutongoli (fig. a person maliciously resurrect-ing long forgotten misdeeds done by others) munhu anofushunura nyaya dzakapfuura kare.