Msika sezita

Kubva Wikipedia

Msika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Burnett Msika; Bonginkosi Msika; Alfred Msika; Msika Mwakyosi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaabwa vanoti kusika (v. trace a line) kutara mutsetse.
  • VaTaabwa vanoti kusika muliro (v. make a fire; light up; turn on; enkindle) kureva kusika moto.
  • VaTaabwa vanoti kusika (v. approach; reach; touch on; get into) kureva kusvika.