Svetuka kuchirochemo

Mpingo sezita

Kubva Wikipedia

Mpingo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa, neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Rudo Mpingo; Enia Mpingo; Milka Mpingo; Madalitso Mpingo.
  • Mazwi ari pedyo: Mpinga sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili inoti mpinga (one who obstructs; reactionary; revolutionary) vachireva uyo anopinga.
  • Swahili inoti mpingani kana mpinzani (opponent, advesary) vachireva uyo anopinga. Nyanja inoti mpinganjira (n. obstruction in the way).
  • Nyanja inoti mpingo (n. crowd of people; a multitude). Mamwe mazwi: mpingu (n. bad omen - that which crosses the road and is considered unlucky).