Svetuka kuchirochemo

Mpinga sezita

Kubva Wikipedia

Mpinga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa, Rwanda neMalawi.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili inoti mpinga (one who obstructs; reactionary; revolutionary) vachireva uyo anopinga.
  • Swahili inoti mpingani kana mpinzani (opponent, advesary) vachireva uyo anopinga. Nyanja inoti mpinganjira (n. obstruction in the way).
  • Nyanja inoti mpinga (n. a gourd with long handle attached, with which to draw water from afar for fear of crocodiles - drawing water from high river bank).