Chikara Chesango

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChikara (mhuka))
shumba ichirya nyama

Chikara (ku Chingezi: carnivore; beast of prey) ishoko rinoreva mhuka inodya dzimwe mhuka.

  • Chirombo (Wild beast, beast of prey).
  • Chirombo (Big and powerful person or other living thing. 2. Fearsome person or living thing. 3. Big person or living thing).
  • Nzimba (lying place of game).

Zvikara Zvesango[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shumba, dindingwe, mbada, bere zvikara zvesango zvinodya dzimwe mhuka uye zvinodya vanhu.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hara, iharai isingazivi imbwa! What kind of a wild animal that does not fear a dog!
  • Chikara, chikaranyi chisingazivi imbwa! What kind of a wild animal is it that doesn't fear a dog.
  • Kakara kununa hudya kamwe. A carnivorous animal gets fat by eating another (animal).
  • Gara rinokora nokudya rimwe. A wild animal gets fat by eating one of its own.*
  • Tukara kununa hudyana. Carnivorous animals get fat eating one another.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]