Mhete

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Masai earring 01.jpg

Mhete (ear-ring or nose-ring) chishongo chinopfekwa munzeve kana kuti pamhuno zvikurusei nevanhukadzi. Mustika yekuno kuchamhembe kweAfrica mhete dzinonyanya kuzivikanwa ndidzo dzemunzeve.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti pete (ring, circle, hoop).
  • VaSwahili vanoti peta (1. bend, curve; 2. turn, roll up).
  • Mururimi rweTiriki vanoti ipete (n. ring for finger may be worn by both men and women) kureva rhingi.