Mbuto sezita
Mataridziko
Mbuto izita revanhu rinowanikwa kuKenya, South Africa, Cameroon, Malawi, neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Ngulu Mbuto; Fuzile Mbuto; Liviton Mbuto; Annitah Mbuto.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Taabwa vanoti mbuto (n. seed) kureva mbeu. Mamwe mazwi: kubuta (v. reserve seeds for sowing; give birth; be white).
- Bwile vanoti mbuto (n. seed) kureva mbeu. Mbukushu inoti mbuto (n. seed, semen) kureva mbeu.
- Uyo Ibibio inoti uto (n. kind, sort, type, method).
- Senga inoti mbuto (n. seed) kureva mbeu.