Mbeya sezita
Mataridziko
Mbeya izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, Namibia neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Garfield Mbeya; Grace Mbeya; Shaun Mbeya; Remington Mbeya.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Pagibete inoti mbéya (n. vervet monkey).