Chitonga sezita
Mataridziko
Chitonga izita rinowanikwa muZimbabwe neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Fredrick Chitonga; Abigail Chitonga; Mateus Chitonga; Yoleni Chitonga.
- Mazita ari pedyo: Madongo, Matongo, Katonga, Matonga, Dongozi.
- Chirevo - Rooranai vematongo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mambwe vanoti tongama (to be high up on). Mamwe mazwi: tongamika (to raise higher).
- Nsenga inoti chitonga (n. maize cob; ear of corn) muguri wechibage. Zigula inoti kudongana (v. to follow one another).
- Zigula vanoti madongo (n. a caravan, a crowd; mass; assembly; company; multitude; party). Mamwe mazwi: kudonga (to go on; proceed).
- Herero vanoti tongama kana tongamiswa (n. exalted). Mamwe mazwi: oma-tongame (ground rising high; mountain side).
- Herero vanoti tonga (adj. distant, remote, far, high). Mamwe mazwi: tonga (v. to be high). O-ndongamo (height; at a height, far).
- Kikuyu inoti ketonga kana itonga (n. a well-off person; a rich man). Mamwe mazwi: kotonga (to prosper). Otongi (n. prosperity).