Svetuka kuchirochemo

Masomere

Kubva Wikipedia

Masomere izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti soma (Entice, lure away) kureva kukwezva kubva panzvimbo. MaZulu vanoti soma (Joke, sport) kureva kuita jee. Muenzaniso: Uyasoma-nje (He is just joking).
  • VaChewa, VaNyoro, VaGanda neVaDigo vanoti soma kana kusoma (to read, to study, to learn) vachireva kuverenga, kudhoma nekudzidza.
  • VaChewa vanoti kusomera (to read to) vachireva kuverengera mumwe munhu. VaChewa neVaDigo vanoti somo kana masomo (lesson/s) vachireva chidzidzo.
  • VaDigo vanoti somesa (to educate, teach) vachireva kufundisa, kana kudzidzisa. VaWanga vanoti okhusoma (read; study; go to school; be educated) kureva kuverenga kana kudzidza.
  • VaGungu vanoti isomero kana masomero (n. school) vachireva chikoro. VaGwere vanoti kusomerera (to be trained) vachireva kurrovedzerwa kana kurairidzwa.