Kudhoma

Kubva Wikipedia

Kudhoma (kureva to study, studying) rinoreva kuverenga mabhuku nenzira yokuda kunyatsa kuziva zvakadzama sezviya zvinoita munhu ari kunonyora zama. Kudhoma tingati mutauro wechimanje-manje asi nokutekeshera kwaita izwi iri ratova mukutaura kwevazhinji.

Vanhu vazhnji vanofarira kudhoma vari panzvimbo dzine runyararo dzisina ruzha. Asi kunoitawo vamwe vanokwanisa kudhoma vaine mimhanzi iri kurira pavari.

Mamwe mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Izwi rokuti kushoma (to study) rinotaurwa mururimi rweKihaya.