Dunhu reMatabeleland North

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Mepu yeZimbabwe ine dunhu reMatabeleland North riri rweruvara dzvuku
Zvikwata zvedunhu reMatabeleland North

Dunhu reMatabeleland North rimwe rematunhu gumi ari munyikae yeZimbabwe.

Matabeleland North rine nharaunda ye75,025 km² uye rine hugari hwevanhu 749,017 (2012). Guta reLupane ndiro guta guru redunhu.

Maruwa eMatabeleland North[chinja | edit source]

Zunde reMatabeleland North rakaumbwa nemabuwa manomwe anoti: