Mashaka sezita

Kubva Wikipedia

Mashaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Vincent Mashaka; Jonah Mashaka; Dangale Mashaka, Mashaka Nyenza, Neema Mashaka.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti vhushaka (n. kinship) kureva hukama. Venda inoti shaka kana mashaka (n. kinsman) kureva hama.
  • VaTaita vanoti mashaka (n. adversity; affliction, misery, tribulation).
  • Chimbalazi vanoti mashaka (n. troubles) kureva kushupika.
  • Bushong inoti mashaka (n. bottom, hips, buttocks). Mamwe mazwi: mashaka (n. base of a vessel; bottom of a vessel).