Masarango sezita

Kubva Wikipedia

Masarango izita remhuri rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Hamis Masarango, Masarango Macgate, Robati Masarango, Kashidye Masarango.
  • Kusara (to remain, to stay behind, be late, be last) zvinoreva kugara panzvimbo vamwe vachienda, kana kuva mumashure mevamwe pakufamba, kana kuzenge uchirarama vamwe vafa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikongo inoti kusala (to work, to do) kureva kushanda kana kuita. Vanoti kisalu (n. work, job).
  • Lugungu inoti musaara (wage, salary; money that an employee earns after working for a month.) kureva mari yekuhora pabasa.
  • Lugwere inoti musaala (payment, salary, wage, remuneration) kureva mari yekuhora pabasa. Mamwe mazwi: kubba oku musaala kureva kuva pabasa rekuhora mari.
  • Sangho inoti kusala (services, deeds, occupation, actions). Mamwe mazwi: sara (v. do, make). Sarango (v. act, manufacture; create). Sara na (v. Use).