Maro sezita
Mataridziko
Maro izita remhuri rinowanikwa kuTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Tito Maro; Joseph Maro; Leevan Maro; Emmanuel Maro.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.