Svetuka kuchirochemo

Marikopo

Kubva Wikipedia

Marikopo kana Malikopo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neLesotho.

  • Vanhu vane zita iri: Patrick Marikopo; Takudzwa Marikopo; Shorai Marikopo; Clara Marikopo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.