Chiredzi

Kubva Wikipedia

Chiredzi idhorobha riri muProvince yeMasvingo kuri kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kweZimbabwe. Dhorobha reChiredzi pamwe neriri pedyo reTriangle ndidzo nzvimbo dzinorima nzimbe zvakanyanya muZimabwe.

Hugari hweChiredzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pakuverengwa kwevanhu mugore ra 2002, Chiredzi yaiva nevagari 26,129 zviuru makumi maviri nenhanhatu zana rimwe makumi maviri nepfumbawe. Hippo Valley Hospital inowanikwa mudhorobha iri uye ndiyo nzvimbo iri kubatsira kutara vanorwara ne HIV/AIDS.