Bani
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMapani)
Bani (1 Wide level land between hills; 2. Open, level veld) kureva nzvimbo yakatambarara isina miti iri pakaderera. Kana awanda anonzi mapani.
- Bomho kana mapomho pakuwanda (grassy plain; treeless veld; a narrow valley but open veld).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaVenda vanoti bani (n. plain covered mostly by mopani trees).
- VaVenda vanoti bale kana mavhale (n. treeless plain).
- Bushong inoti lubana kana mbana pakuwanda (n. valley) kureva mupata.
- Bambara inoti bani (n. little river) kureva rukorodzi.
- Dinka vanoti bar (n. place in forest which is clear of undergrowth, area of no trees) kureva chiwara.