Mandisodza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mandisodza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kusodza (hunt) zvinoreva kuvhima.
  • Kusodza (despise) zvinoreva kuzvidza kana kushora.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti sodza (to hunt or to fish).
  • VaNyungwe vanoti -sodza (v.hunt) kureva kuvhima.
  • Mang'anja vanoti kusodza (to kill wild animal; to catch fish or small game).