Mande sezita

Kubva Wikipedia

Mande izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Mande; Patrick Mande; Dominique Mande; Nathan Mande.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti mande (tracks in the grass; trodden down grass).
  • Swahili inoti umande (sing, mist, fog, dew; cool or damp - of the morning or evening).
  • Umbundu vanoti emande (arrogance). Maconde vanoti namaande (n. grasshopper) kureva hwiza.
  • Gusilay inoti emand (a humorist) munhu anosetsa vamwe. Hadiyya inoti mande (type of ensete - plant in the banana family found in Ethiopia).