Svetuka kuchirochemo

Mambera sezita

Kubva Wikipedia

Mambera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ellen Mambera; Duncan Mambera; Martha Mambera; Tinotenda Mambera.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kikongo vanoti mu mbela; muna mbela (near, at hand). Kikongo vanoti mbela (n. a sickness; a being sick).
  • Umbundu vanoti vela (v. be sick) kureva kurwara. Kinande vanoti omukondo (n. residence; dwelling; place of stay).
  • Lingala vanoti bela kana bele (v. be sick; be ill) kureva kurwara. Mamwe mazwi: nazali kobela (v. I am sick/ill). Okobela (You are sick?).