Malamba sezita
Mataridziko
Malamba izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Yeukai Malamba; Kudzai Malamba; Blessing Malamba; Sabrina Malamba.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Zigula inoti malamba (n. fruit of the baobab tree). Zigula inoti mlamba (n. a baobab tree) kureva muwuyu.
- Kimbundu vanoti malamba (n. trial, test, proof, evidence). VaLamba inoti malamba (n. Iron ore for smelting).
- VaVenda vanoti malamba (n. pay; renumeration; salary) kureva muhoro. Mamwe mazwi: malamba (n. reward) kureva mubayiro.
- VaTaabwa vanoti kulamba (n. pay tax) kubhadhara mutero. Mamwe mazwi: kulamba (v. to lick) kureva kunanzva.